1 Samuel 16:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jese akaɗana Abinadabi, akamupfuʋudza pamberi paSamueri. Akati: Kunyaŋge noyuyu Jehova haana‐kumutsaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jese akadana Abhinadhabhi akaita kuti apfuure napamberi paSamueri. Asi Samueri akati, “Jehovha haana kusarudza uyuwo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jese akadaidza Abhinadhabhu akati apfuure napana Samueri. Samueri akati, “Kana naiyeyuwo Tenzi haana kumusarudza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jese akadana Abhinadhabhu, akamupfuudza pamberi paSamueri. Akati, “Kunyange nouyu Jehovha haana kumutsaura.”
Shona 2009?
Zvino Jese akadana Abhinadhabhu, akamupfuudza pamberi paSamueri. Akati, "Kunyange nouyu Jehovha haana kumutsaura."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jese akadana Abhinadhabhu, akamupfuudza pamberi paSamueri. Akati, “Kunyangwe nouyu Jehovha haana kumutsaura.”