1 Samuel 17:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuFiristia akati: Nhasi ndinoshoʋora hondo dzaʋaIsraeri; ndipei munhu, tirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muFiristia akati, “Nhasi ndiri kudenha hondo dzavaIsraeri! Ndipei murume kuti tirwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuFirisitia uyu ndokuti, “Nhasi ndiri kushora hondo dzavaIsiraeri. Ndipei munhu, ndirwe naye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MuFirisitia akati, “Nhasi ndinoshoora hondo dzavaIsiraeri; ndipei munhu, tirwe.”
Shona 2009?
MuFirisitia akati, "Nhasi ndinoshoora hondo dzavaIsiraeri, ndipei munhu, tirwe."
Shona SUB 2002 Bible
MuFirisitia akati, “Nhasi ndinoshora hondo dzaVaIsiraeri; ndipei munhu, tirwe.”