1 Samuel 17:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuFiristia waisweɗera maŋgwana namaɗeko, akamira’po mazuʋa anamakumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamazuva makumi mana, muFiristia aiuya pamberi mangwanani oga oga namadekwana omira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuFirisitia uya akapedza mazuva makumi mana achiuya ipo paya kuzozvionesa mangwanani namanheru oga oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MuFirisitia waiswedera mangwana namadeko, akamirapo mazuva ana makumi mana.
Shona 2009?
MuFirisitia waiswedera mangwana namadeko, akamirapo mazuva ana makumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
MuFirisitia waiswedera mangwana namadeko, akamirapo mazuva ana makumi mana.