1 Samuel 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro, naiʋo, naʋarume ʋose ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋari pamupata weEra ʋacirwa naʋaFiristia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vari pamwe chete naSauro navarume vose veIsraeri muMupata weEra kwavari kurwa navaFiristia.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro navakoma vako navaIsiraeri vose vari kurwisana navaFirisitia kubani reEra izvozvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro, naivo navarume vose vaIsiraeri vakanga vari pamupata weEra vachirwa navaFirisitia.
Shona 2009?
Zvino Sauro, naivo navarume vose vaIsiraeri vakanga vari pamupata weEra vachirwa navaFirisitia.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro, naivo navarume vose VaIsiraeri vakanga vari pamupata weEra vachirwa navaFirisitia.