1 Samuel 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akasiya nhumbi dzake pamaʋoko omutariri wenhumbi, akamhanyira kuhondo, akaȿika akakwazisa ʋakuru ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akasiya zvinhu zvake zvino mutariri wenhumbi, akamhanyira kwakanga kwakamira varwi, akakwazisa madzikoma ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akasiya zvinhu zvake mumaoko omuchengeti wezvinhu, akamhanyira kwaiva navarwi akandobvunzana upenyu navakoma vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akasiya nhumbi dzake pamaoko omutariri wenhumbi, akamhanyira kuhondo, akasvika akakwazisa vakuru vake.
Shona 2009?
Dhavhidhi akasiya nhumbi dzake pamaoko omutariri wenhumbi, akamhanyira kuhondo, akasvika akakwazisa vakuru vake.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akasiya nhumbi dzake pamaoko omutariri wenhumbi, akamhanyira kuhondo, akasvika akakwazisa vakuru vake.