1 Samuel 17:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acataura naʋo, iya mhare ikaɓuɗa kuhondo yaʋaFiristia, iye muFiristia weGati, wainzi Goriati, akataura mashoko aaisitaura, Davidi akaanzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga achitaura navo, Goriati, muFiristia, shasha yaibva kuGati, akabuda kubva kumitsetse yokwake akadanidzira achimhura sezvaaisiita, uye Dhavhidhi akazvinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paaitaura kudaro murume uya, shasha yavaFirisitia yainzi Goriati, akabuda mukati mehondo yechiFirisitia ndokupamhidza kutaura twake twuya. Dhavhidhi ndokunzwa achitaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achataura navo, iya mhare ikabuda kuhondo yavaFirisitia, iye muFirisitia weGati, wainzi Goriati, akataura mashoko aaisitaura, Dhavhidhi akaanzwa.
Shona 2009?
Zvino wakati achataura navo, iya mhare ikabuda kuhondo yavaFirisitia, iye muFirisitia weGati, wainzi Goriati, akataura mashoko aaisitaura, Dhavhidhi akaanzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achataura navo, iya mhare ikabuda kuhondo yavaFirisitia, iye muFirisitia weGati, wainzi Goriati, akataura mashoko aaisitaura, Dhavhidhi akaanzwa.