1 Samuel 17:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋose ʋaIsraeri ʋakati ʋaciʋona murume uyu, ʋakamutiza, ʋakatya kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakati vachiona murume uyu, vose vakamutiza vachitya zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varwi vose zvavo veIsiraeri pavakamuona vakamutiza vachitya kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vose vaIsiraeri vakati vachiona murume uyu, vakamutiza, vakatya kwazvo.
Shona 2009?
Zvino varume vose vaIsiraeri vakati vachiona murume uyu, vakamutiza, vakatya kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume vose VaIsiraeri vakati vachiona murume uyu, vakamutiza, vakatya kwazvo.