1 Samuel 17:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakamupindura saiɀoɀo, ʋakati: Munhu, unomuʋuraya, ucapiwa cokuti necokuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzokorora kwaari zviya zvavakanga vareva uye vakamuudza vakati, “Ndizvo zvichaitirwa munhu anomuuraya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivavowo vakamupindura zvimwechetezvo vakati, “Ndizvo zvichaitirwa anenge amuuraya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakamupindura saizvozvo, vakati, “Munhu, unomuuraya, uchapiwa chokuti nechokuti.”
Shona 2009?
Vanhu vakamupindura saizvozvo, vakati, "Munhu, unomuuraya, uchapiwa chokuti nechokuti."
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakamupindura saizvozvo, vakati, “Munhu, unomuuraya, uchapiwa chokuti nechokuti.”