1 Samuel 17:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Eriabi mukoma wake mukuru akanzwa acitaura naʋarume aʋo, Eriabi akatsamŋira Davidi, akati: Waɓurukireiko pano iwe? Makwai aya mashoma waasiya naniko murenje? Ndinoziʋa manyawi ako, nokuipa kwomŋoyo wako; nokuti waɓuruka kuzoʋona hondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eriabhi, mukoma mukuru waDhavhidhi, akati achimunzwa achitaura navarume vaya, a4 mamita angaita 3 b5 makirogiramu angaita 57 c7 makirogiramu angaita 7 d17 marita angaita 22 akamutsamwira zvikuru, akamubvunza akati, “Seiko iwe waburuka ukauya kuno? Ko, makwai mashoma aya waasiya naani kurenje? Ndinoziva manyawi ako nokuipa kwomwoyo wako; waburuka kuno kuti uzoona hondo chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino paitaura Dhavhidhi navamwe varume vaya, mukoma wake mukuru Eriabhu akazvinzwa akamuvirukura nehasha achiti, “Ko wavingei kuno? Hwai dziya shoma wadzisiya nani musango ndinoziva kushaya matyira kwako nokuipa mwoyo kwako, izvozvi kuuya zvako kuzoyeva chete hondo iri kurwiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Eriabhu mukoma wake mukuru akanzwa achitaura navarume avo, Eriabhu akatsamwira Dhavhidhi, akati, “Waburukireiko pano iwe? Makwai aya mashoma waasiya naniko murenje? Ndinoziva manyawi ako, nokuipa kwomwoyo wako; nokuti waburuka kuzoona hondo.”
Shona 2009?
Zvino Eriabhu mukoma wake mukuru akanzwa achitaura navarume avo, Eriabhu akatsamwira Dhavhidhi, akati, "Waburukireiko pano iwe? Makwai aya mashoma waasiya naniko murenje? Ndinoziva manyawi ako, nokuipa komoyo wako, nokuti waburuka kuzoona hondo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Eriabhu mukoma wake mukuru akanzwa achitaura navarume avo, Eriabhu akatsamwira Dhavhidhi, akati, “Waburukireiko pano iwe? Makwai aya mashoma waasiya naniko murenje? Ndinoziva manyawi ako, nokuipa kwomwoyo wako; nokuti waburuka kuzoona hondo.”