1 Samuel 17:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati: Ɀino ndaɗiniko haŋgu? Handina‐kuŋgobvunza haŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Ko, zvino ndaita sei hangu? Ko, handingatongotauriwo here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akapindura achiti, “Ko zvino ndatadzei? Kazwi kamwechete chete kandati nditaure?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati, “Zvino ndadiniko hangu? Handina kungobvunza hangu here?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati, "Zvino ndadiniko hangu? Handina kungobvunza hangu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati, “Zvino ndadiniko hangu? Handina kungobvunza hangu here?”