1 Samuel 17:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kunaDavidi: Hauŋgagoni kundorwa nomuFiristia uyo, nokuti uciri mukomana, asi iye murume murwi kubva paʋuɗuku bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akamupindura akati, “Haungagoni kuenda kundorwa nomuFiristia uyu; iwe uchingori mukomana zvako, uye iye akagara ari munhu wokurwa kubva paujaya hwake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Haungakwanisi kundorwisana nomuFirisitia uyu. Uri mwana muduku iwe. Iye murume wezvokurwa chikuriro chake chose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Haungagoni kundorwa nomuFirisitia uyo, nokuti uchiri mukomana, asi iye murume murwi kubva pauduku hwake.”
Shona 2009?
Sauro akati kuna Dhavhidhi, "Haungagoni kundorwa nomuFirisitia uyo, nokuti uchiri mukomana, asi iye murume murwi kubva pauduku hwake."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Haungagoni kundorwa nomuFirisitia uyo, nokuti uchiri mukomana, asi iye murume murwi kubva pauduku hwake.”