1 Samuel 17:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kumisasa yaʋaFiristia kwakaɓuɗa mhare, yainzi Goriati weGati; kureɓa kwake kwakaŋga kunamakubiti matanhatu ʋuye sapanoȿika minwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shasha yainzi Goriati yaibva kuGati, yakabuda pakati pomusasa wavaFiristia. Akanga akareba makubhiti matanhatua.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kumatendhe evaFirisitia, kwakabuda imwe shasha yokuGati yainzi Goriati yakanga yakareba mamita anenge oda kusvika matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kumisasa yavaFirisitia kwakabuda mhare, yainzi Goriati weGati; kureba kwake kwakanga kuna makubhiti matanhatu uye sapanosvika minwe.
Shona 2009?
Zvino kumisasa yavaFirisitia kwakabuda mhare, yainzi Goriati weGati; kureba kwake kwakanga kuna makubhiti matanhatu uye sapanosvika mimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kumisasa yavaFirisitia kwakabuda mhare, yainzi Goriati weGati; kureba kwake kwakanga kuna makubhiti matanhatu uye sapanosvika minwe.