1 Samuel 17:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MuFiristia akati kunaDavidi: Ʋuya ʋuno kwandiri, ndipe shiri dzokuɗeŋga neɀikara ɀeɓundo nyama yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Uya kuno ndigopa nyama yako kushiri dzedenga nokumhuka dzesango!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuFirisitia akati kuna Dhavhidhi, “Uya kwandiri! Nyama yako ndichaipa kushiri dzedenga nokumhuka dzesango.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
MuFirisitia akati kuna Dhavhidhi, “Uya kuno kwandiri, ndipe shiri dzokudenga nezvikara zvebundo nyama yako.”
Shona 2009?
MuFirisitia akati kuna Dhavhidhi, "Uya kuno kwandiri, ndipe shiri dzokudenga nezvikara zvebundo nyama yako."
Shona SUB 2002 Bible
MuFirisitia akati kuna Dhavhidhi, “Uya kuno kwandiri, ndipe shiri dzokudenga nezvikara zvebundo nyama yako.”