1 Samuel 17:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Bvunza ɀakanaka kuti mukomana uyu mŋanakomana waaniko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati, “Bvunza kuti jaya iri, mwanakomana waaniko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Bvunza kuti jaya iri mwana waani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Bvunza zvakanaka kuti mukomana uyu mwanakomana waaniko.”
Shona 2009?
Mambo akati, "Bvunza zvakanaka kuti mukomana uyu mwanakomana waaniko."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Bvunza zvakanaka kuti mukomana uyu mwanakomana waaniko.”