1 Samuel 17:58 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kwaari: Ndiwe mŋanakomana waaniko, iwe jaya? Davidi akapindura, akati: Ndiri mŋanakomana womuranda wenyu Jese muBeti‐rehemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akamubvunza akati, “Uri mwanakomana waaniko, nhai mujaya?” Dhavhidhi akati, “Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese wokuBheterehema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akamubvunza kuti, “Nhai zijaya, uri mwana wani?” Dhavhidhi akati, “Ndiri mwana womuranda wenyu Jese vokuBheterehemu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kwaari, “Ndiwe mwanakomana waaniko, iwe jaya?” Dhavhidhi akapindura, akati, “Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese muBheterehemu.”
Shona 2009?
Sauro akati kwaari, "Ndiwe mwanakomana waaniko, iwe jaya?" Dhavhidhi akapindura, akati, "Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese muBheterehemu."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kwaari, “Ndiwe mwanakomana waaniko, iwe jaya?” Dhavhidhi akapindura, akati, “Ndiri mwanakomana womuranda wenyu Jese muBhetirehemu.”