1 Samuel 18:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana mŋeya wakaipa, wakaŋga watumŋa naMŋari, ukaʋuya pamsoro paSauro nesimba, iye akataura nokupeŋga mukati meimba yake; Davidi akaridza noruʋoko rwake seɀaaiita zuʋa rimŋe nerimŋe; Sauro wakaŋga akaɓata pfumo muruʋoko rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, mweya wakaipa wakabva kuna Mwari wakauya nesimba pamusoro paSauro. Akanga achiprofita ari mumba make, Dhavhidhi achiridza mbira, sezvaaisiita nguva dzose. Sauro akanga ane pfumo muruoko rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho mweya wakaipa wakabva kuna Mwari ukawira Sauro ukamupengesa mumba make imomo. Dhavhidhi akanga achiridza dimbwa samazuva ose, izvozvo Sauro pfumo riri mumaoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana mweya wakaipa, wakanga watumwa naMwari, ukauya pamusoro paSauro nesimba, iye akataura nokupenga mukati meimba yake; Dhavhidhi akaridza noruoko rwake sezvaaita zuva rimwe nerimwe; Sauro wakanga akabata pfumo muruoko rwake.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible