1 Samuel 18:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akatya Davidi, nokuti Jehova wakaŋga anaye, asi wakaŋga abva kunaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akanga achitya Dhavhidhi, nokuti Jehovha akanga anaye asi akanga abva kuna Sauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akanga ava kutya Dhavhidhi nokuti Tenzi akanga aina Dhavhidhi, asiya Sauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akatya Dhavhidhi, nokuti Jehovha wakanga abva kuna Sauro.
Shona 2009?
Sauro akatya Dhavhidhi, nokuti Jehovha wakanga abva kuna Sauro.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akatya Dhavhidhi, nokuti Jehovha akanga abva kuna Sauro.