1 Samuel 18:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ŋguʋa iyo Merabi mukunda waSauro yaaifanira kupiwa Davidi, iye akapiwa Adrieri muMehorati, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka nguva yakati yasvika yokuti Merabhi, mwanasikana waSauro, apiwe kuna Dhavhidhi, akawaniswa kuna Adhirieri weMehorati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi panguva yainge Merabhu, mukunda waSauro aifanira kupiwa kuna Dhavhidhi akabva apiwa kuna Adhirieri muMehorati kuti ave mukadzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi nguva iyo Merabhi mukunda waSauro yaaifanira kupiwa Dhavhidhi, iye akapiwa Adhirieri muMehorati, ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Asi nguva iyo Merabhi mukunda waSauro yaaifanira kupiwa Dhavhidhi, iye akapiwa Adhirieri muMehorati, ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi nguva iyo Merabhi mukunda waSauro yaaifanira kupiwa Dhavhidhi, iye akapiwa Adhirieri muMehorati, ave mukadzi wake.