1 Samuel 18:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mikari mukunda waSauro, wakaŋga aciɗa Davidi; ʋakaʋudza Sauro, akafara naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mikari mwanasikana waSauro akanga achida Dhavhidhi, saka vakati vaudza Sauro izvozvo, akafara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikari mukunda waSauro akadanana naDhavhidhi vanhu vakazvisvitsawo kuna Sauro, akafadzwa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mikari mukunda waSauro, wakanga achida Dhavhidhi; vakaudza Sauro, akafara nazvo.
Shona 2009?
Zvino Mikari mukunda waSauro, wakanga achida Dhavhidhi; vakaudza Sauro, akafara nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mikari mukunda waSauro, wakanga achida Dhavhidhi; vakaudza Sauro, akafara nazvo.