1 Samuel 18:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati: Ndicamupa iye, aʋe musuŋgo kwaari, ʋuye kuti ʋaFiristia ʋarwe naye. Naiɀoɀo Sauro akati kunaDavidi: Nhasi ucaʋa mukwambo waŋgu rwecipiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafunga akati, “Ndichamupa iye kwaari, kuitira kuti agova musungo kwaari uye kuitira kuti zvimwe ruoko rwavaFiristia rungarwe naye.” Saka Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Zvino wava nomukana wechipiri wokuti uve mukuwasha wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akazviti mumwoyo, “Regai ndichimupa zvangu iyeyu. Ndiye wondomuteya naye kuitira kuti aurayiwe navaFirisitia.” Naizvozvo Sauro akataurira Dhavhidhi rwechipiri kuti, “Zvazvinoka, wochiva zvako mukuwasha wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati, “Ndichamupa iye, ave musungo kwaari, uye kuti vaFirisitia varwe naye.” Naizvozvo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Nhasi uchava mukwambo wangu rwechipiri.”
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati, "Ndichamupa iye, ave musungo kwaari, uye kuti vaFirisitia varwe naye." Naizvozvo Sauro akati kuna Dhavhidhi, "Nhasi uchava mukwambo wangu rwechipiri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati, “Ndichamupa iye, ave musungo kwaari, uye kuti vaFirisitia varwe naye.” Naizvozvo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Nhasi uchava mukwambo wangu rwechipiri.”