1 Samuel 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaranda ʋaSauro ʋakataura mashoko iwayo munzeʋe dzaDavidi. Davidi akati: Imi munoti ɀitete here kuʋa mukwambo wamambo, ɀandiri murombo haŋgu usiŋgakudzwi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzokorora mashoko iwaya kuna Dhavhidhi. Asi Dhavhidhi akati, “Munofunga kuti chinhu chiduku here kuva mukuwasha wamambo? Ndinongori munhu murombo zvake uye asingazivikanwi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makurukota aSauro akataurira Dhavhidhi shoko iri. Dhavhidhi akati, “Heya munoti chinhu chidiki kuva mukuwasha wamambo nhai, pangu panowo iyeni murombo ndakadai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varanda vaSauro vakataura mashoko iwayo munzeve dzaDhavhidhi. Dhavhidhi akati, “Imi munoti zvitete here kuva mukwambo wamambo, zvandiri murombo hangu usingakudzwi?”
Shona 2009?
Varanda vaSauro vakataura mashoko iwayo munzeve dzaDhavhidhi. Dhavhidhi akati, "Imi munoti zvitete here kuva mukwambo wamambo, zvandiri murombo hangu usingakudzwi?"
Shona SUB 2002 Bible
Varanda vaSauro vakataura mashoko iwayo munzeve dzaDhavhidhi. Dhavhidhi akati, “Imi munoti zvitete here kuva mukwambo wamambo, zvandiri murombo hangu usingakudzwi?”