1 Samuel 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaranda ʋaSauro ʋakamuʋudza ʋakati: Davidi wataura mashoko okuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varanda vaSauro vakati vamuudza zvakanga zvataurwa naDhavhidhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makurukota aSauro akamutaurira kuti, “Ndozviri kutaurwa naDhavhidhi izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varanda vaSauro vakamuudza vakati, “Dhavhidhi wataura mashoko okuti.
Shona 2009?
Varanda vaSauro vakamuudza vakati, "Dhavhidhi wataura mashoko okuti.
Shona SUB 2002 Bible
Varanda vaSauro vakamuudza vakati, “Dhavhidhi wataura mashoko okuti.