1 Samuel 18:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaranda ʋake ʋakati ʋaciʋudza Davidi mashoko iwayo, Davidi akafara kuʋa mukwambo wamambo. Ɀino mazuʋa asati apera,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varanda vakati vataurira Dhavhidhi zvinhu izvi, akafara kuti ave mukuwasha wamambo. Saka nguva yakatarwa isati yapera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makurukota ake paakataurira Dhavhidhi shoko iri Dhavhidhi akafadzwa nazvo kuti avewo mukuwasha wamambo. Nguva yakanga yatemwa isati yambopera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varanda vake vakati vachiudza Dhavhidhi mashoko iwayo, Dhavhidhi akafara kuva mukwambo wamambo. Zvino mazuva asati apera,
Shona 2009?
Zvino varanda vake vakati vachiudza Dhavhidhi mashoko iwayo, Dhavhidhi akafara kuva mukwambo wamambo. Zvino mazuva asati apera,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varanda vake vakati vachiudza Dhavhidhi mashoko iwayo Dhavhidhi akafara kuva mukwambo wamambo. Zvino mazuva asati apera,