1 Samuel 18:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Sauro akaziʋa nokuʋona kuti Jehova unaDavidi; Mikari mukunda waSauro akamuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati aona kuti Jehovha akanga ana Dhavhidhi uye kuti Mikari mwanasikana wake akanga achida Dhavhidhi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sauro paakaona nokunzwa kuti Tenzi ana Dhavhidhi, kuti Isiraeri yose yaimuda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Sauro akaziva nokuona kuti Jehovha ana Dhavhidhi; Mikari mukunda waSauro akamuda.
Shona 2009?
Naizvozvo Sauro akaziva nokuona kuti Jehovha ana Dhavhidhi; Mikari mukunda waSauro akamuda.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Sauro akaziva nokuona kuti Jehovha anaDhavhidhi; Mikari mukunda waSauro akamuda.