1 Samuel 18:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akanyanya kutya Davidi; Sauro akaramba aciʋeŋga Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akatonyanya kumutya, uye akaramba ari muvengi wake pamazuva ake ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akatonyanya kutya Dhavhidhi. Naizvozvo Sauro akaramba ava muvengi waDhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akanyanya kutya Dhavhidhi; Sauro akaramba achivenga Dhavhidhi.
Shona 2009?
Sauro akanyanya kutya Dhavhidhi; Sauro akaramba achivenga Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akanyanya kutya Dhavhidhi; Sauro akaramba achivenga Dhavhidhi.