1 Samuel 18:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jonatani akaita suŋgano naDavidi, nokuti wakaŋga acimuɗa seɀaakaŋga aciɗa mŋoyo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jonatani akaita sungano naDhavhidhi nokuti aimuda sezvaaizvida iye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akaita chitsidzirano naDhavhidhi pamusana pokuti aimuda sokuda kwaaizviita iye pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jonatani akaita sungano naDhavhidhi, nokuti wakanga achimuda sezvaakanga achida mwoyo wake.
Shona 2009?
Zvino Jonatani akaita sungano naDhavhidhi, nokuti wakanga achimuda sezvaakanga achida moyo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jonatani akaita sungano naDhavhidhi, nokuti wakanga achimuda sezvaakanga achida mwoyo wake.