1 Samuel 18:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino macinda aʋaFiristia akaɓuɗa; ŋguʋa dzose kana ʋoɓuɗa, Davidi akakunda ʋamŋe ʋaranda ʋose ʋaSauro pakuŋgwara; naiɀoɀo zita rake rikakurumbira kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vehondo yavaFiristia vakaramba vachienda kundorwa, uye nguva dzose dzavaienda, Dhavhidhi aibudirira kupfuura varanda vose vaSauro, uye zita rake rakazonyanya kuzivikanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatungamiriri vehondo dzavaFirisitia vaiuya kuhondo, pose pavaiendako Dhavhidhi ndiye aibudirira zvakanyanya kupfuura vamwe vatungamiriri vose vokwaSauro zita rake rikava nomukurumbira kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino machinda avaFirisitia akabuda; nguva dzose kana vobuda, Dhavhidhi akakunda vamwe varanda vose vaSauro pakungwara; naizvozvo zita rake rikakurumbira kwazvo.
Shona 2009?
Zvino machinda avaFirisitia akabuda, nguva dzose kana vobuda, Dhavhidhi akakunda vamwe varanda vose vaSauro pakungwara; naizvozvo zita rake rikakurumbira kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino machinda avaFirisitia akabuda; nguva dzose kana vobuda, Dhavhidhi akakunda vamwe varanda vose vaSauro pakungwara; naizvozvo zita rake rikakurumbira kwazvo.