1 Samuel 18:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akabvisa ŋguʋo yaakaŋga akafuka, akaipa Davidi, neɀisimiro ɀake, kunyaŋge nomunondo wake, noʋuta bgake, nebanhire rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akakurura nguo yaakanga akapfeka akaipa kuna Dhavhidhi, pamwe chete nechunika yake, uye kunyange munondo wake, uta hwake nebhanhire rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akabvisa gemenzi rake raaiva akapfeka, akapa Dhavhidhi nechidemataure chokuzvidzivirira nacho muhondo kunyangewo nebakatwa rake nouta hwake nebhande rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jonatani akabvisa nguo yaakanga akafuka, akaipa Dhavhidhi, nezvisimiro zvake, kunyange nomunondo wake, nouta hwake, nebanhire rake.
Shona 2009?
Jonatani akabvisa nguvo yaakanga akafuka, akaipa Dhavhidhi, nezvisimiro zvake, kunyange nomunondo wake, nouta hwake, nebhanhire rake.
Shona SUB 2002 Bible
Jonatani akabvisa nguo yaakanga akafuka, akaipa Dhavhidhi, nezvisimiro zvake, kunyangwe nomunondo wake, nouta hwake, nebhandi rake.