1 Samuel 18:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzi ʋakaimba ʋacibvumirana pakuridza kwaʋo, ʋakati: Sauro wakaʋuraya ɀuru ɀamazana ake, Asi Davidi makumi eɀuru ɀamazana ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavaitamba, vaiimba vachiti, “Sauro akauraya zviuru zvamazana ake, naDhavhidhi makumi ezviuru zvamazama ake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi ava vachidairana vachipembera kufara vachiti, “Sauro wakauraya zviuru asi Dhavhidhi makumi namakumi ezviuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzi vakaimba vachibvumirana pakuridza kwavo, vakati, “Sauro wakauraya zviuru zvamazana ake, Asi Dhavhidhi makumi ezviuru zvamazana ake.”
Shona 2009?
Vakadzi vakaimba vachibvumirana pakuridza kwavo, vakati, "Sauro wakauraya zviuru zvamazana ake, Asi Dhavhidhi makumi ezviuru zvamazana ake."
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzi vakaimba vachibvumirana pakuridza kwavo, vakati, “Sauro wakauraya zviuru zvamazana ake, Asi Dhavhidhi makumi ezviuru zvamazana ake.”