1 Samuel 19:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Mikari akaɓurusa Davidi pasi napawindi; akaenda, akatiza, akapukunyuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mikari akaburutsa Dhavhidhi napawindo, iye akatiza uye akapunyuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikari akaburitsa Dhavhidhi napahwindo ndokubva atiza akapunyuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Mikari akaburutsa Dhavhidhi pasi napawindo; akaenda, akatiza, akapukunyuka.
Shona 2009?
Naizvozvo Mikari akaburutsa Dhavhidhi pasi napahwindo; akaenda, akatiza, akapukunyuka.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Mikari akaburutsa Dhavhidhi pasi napawindo; akaenda, akatiza, akapukunyuka.