1 Samuel 19:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikari akatora terafimi, akairadzika panhoʋo, akaisa mutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo, akaifukidza nejira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mikari akatora chidhori akachivanzarika pamubhedha, akachifukidza nejira akaisa mvere dzembudzi kumusoro wacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mikari akatora chifananidzo akachirarisa pamubhedha akaisa chichira chemvere dzembudzi kumusoro kwacho akachifugidza nejira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mikari akatora terafimi, akairadzika panhoo, akaisa mutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo, akaifukidza nejira.
Shona 2009?
Mikari akatora terafimi, akairadzika panhovo, akaisa mutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo, akaifukidza nejira.
Shona SUB 2002 Bible
Mikari akatora terafimi, akairadzika panhoo, akaisa mutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo, akaifukidza nejira.