1 Samuel 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakati acituma nhume kuzoɓata Davidi, iye akati: Unorwara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati atuma vanhu kundobata Dhavhidhi, Mikari akati, “Ari kurwara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro paakatuma vanhu kuzobata Dhavhidhi Mikari akati, “Ari kurwara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakati achituma nhume kuzobata Dhavhidhi, iye akati, “Unorwara.”
Shona 2009?
Zvino Sauro wakati achituma nhume kuzobata Dhavhidhi, iye akati, "Unorwara."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakati achituma nhume kuzobata Dhavhidhi, iye akati, “Unorwara.”