1 Samuel 19:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akatuma nhume kuzotarira Davidi, akati: Ʋuyai naye kwandiri ari panhoʋo, ndimuʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akadzorera vanhu kwakare kuti vandoona Dhavhidhi akataura kwavari akati, “Uyai naye kuno kwandiri ari pamubhedha wake kuti ndigomuuraya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akadzosera vanhu ivava kundoona Dhavhidhi achiti, “Uyai naye kwandiri ari pamubhedha ipapo, ndimuuraye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akatuma nhume kuzotarira Dhavhidhi akati, “Uyai naye kwandiri ari panhoo, ndimuuraye.”
Shona 2009?
Ipapo Sauro akatuma nhume kuzotarira Dhavhidhi akati, "Uyai naye kwandiri ari panhovo, ndimuuraye."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akatuma nhume kuzotarira Dhavhidhi akati, “Uyai naye kwandiri ari panhoo, ndimuuraye.”