1 Samuel 19:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nhume dzakati dzicipinda, dzikaʋona terafimi iri panhoʋo nomutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume vakati vapinda, vakaona kuti pakanga pane chidhori pamubhedha, uye pamusoro wacho paiva nemvere dzembudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vanhu vaya vasvikako wanei chifananidzo ndochiri pamubhedha nechichira chemvere dzembudzi chiri kumusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nhume dzakati dzichipinda, dzikaona terafimi iri panhoo nomutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo.
Shona 2009?
Zvino nhume dzakati dzichipinda, dzikaona terafimi iri panhovo nomutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nhume dzakati dzichipinda, dzikaona terafimi iri panhoo nomutsamiro wemvere dzembudzi pamusoro wayo.