1 Samuel 19:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kunaMikari: Wandinyeŋgereiko kuɗai, ukarega muʋeŋgi waŋgu acienda, akapukunyuka? Mikari akapindura Sauro, aciti: Iye wakati kwandiri: Ndirege, ndiende; ndicakuʋurayireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati kuna Mikari, “Seiko wakandinyengera kudai uchiendesa muvengi wangu kure kuti apunyuke?” Mikari akamuudza akati, “Iye ati kwandiri, ‘Ndirege ndiende hangu. Ndichakuurayireiko iwe?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akabvunza Mikari kuti, “Wandinyengedzerei kudai kurega zvako muvengi wangu achipunyuka?” Mikari akapindura Sauro achiti, “Aiwa, iye akanditi, ‘Chitondirega ndiende, ungapafe pano.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kuna Mikari, “Wandinyengereiko kudai, ukarega muvengi wangu achienda, akapukunyuka?” Mikari akapindura Sauro achiti, Iye wakati kwandiri, “Ndirege, ndiende; ndichakuurayireiko?”
Shona 2009?
Sauro akati kuna Mikari, "Wandinyengereiko kudai, ukarega muvengi wangu achienda, akapukunyuka?" Mikari akapindura Sauro achiti, Iye wakati kwandiri, "Ndirege, ndiende; ndichakuurayireiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kuna Mikari, “Wandinyengereiko kudai, ukarega muvengi wangu achienda, akapukunyuka?” Mikari akapindura Sauro achiti, Iye wakati kwandiri, “Ndirege, ndiende; ndichakuurayireiko?”