1 Samuel 19:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatiza, akapukunyuka, akaȿika kunaSamueri paRama, akamuʋudza ɀose ɀaakaŋga aitirwa naSauro. Iye naSamueri ʋakandogara Naioti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati atiza uye apunyuka, akaenda kuna Samueri kuRama akamuudza zvose zvakanga zvaitwa kwaari naSauro. Ipapo iye naSamueri vakaenda kuNayoti vakandogarako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akatiza akapunyuka akasvika kuna Samueri kuRama, akamurondedzera zvose zvaakaitirwa naSauro. Iye naSamueri vakaenda kundogara zvavo kuNaioti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatiza, akapukunyuka, akasvika kuna Samueri paRama, akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naSauro. Iye naSamueri vakandogara Naioti.
Shona 2009?
Dhavhidhi akatiza, akapukunyuka, akasvika kuna Samueri paRama, akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naSauro. Iye naSamueri vakandogara Naioti.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatiza, akapukunyuka, akasvika kuna Samueri paRama, akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naSauro. Iye naSamueri vakandogara Naioti.