1 Samuel 19:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino naiye akaenda ʋo Rama, akaȿika patsime guru riri paSeku, akabvunza, akati: ƲanaSamueri naDavidi ʋaripiko? Mumŋe akati: Tarirai, ʋari Naioti paRama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira, iye akaendawo kuRama akaenda kutsime guru rapaSeku. Zvino akabvunza akati, “Samueri naDhavhidhi varipiko?” Ivo vakati, “Uko kuNayoti paRama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoenda iye pachake kuRama ikoko. Akasvika patsime guru kwaSeku akabvunza kuti, “Samueri naDhavhidhi vari kupi?” Mumwewo akati, “Vari paNaioti kuRama uku.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino naiye akaendawo Rama, akasvika patsime guru riri paSeku, akabvunza akati, “VanaSamueri naDhavhidhi varipiko?” Mumwe akati, “Tarirai, vari Naioti paRama.”
Shona 2009?
Zvino naiye akaendawo Rama, akasvika patsime guru riri paSeku, akabvunza akati, "VanaSamueri naDhavhidhi varipiko?" Mumwe akati, "Tarirai, vari Naioti paRama."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino naiye akaendawo Rama, akasvika patsime guru riri paSeku, akabvunza akati, “VanaSamueri naDhavhidhi varipiko?” Mumwe akati, “Tarirai, vari Naioti paRama.”