1 Samuel 19:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akaterera inzwi raJonatani, Sauro akapika, akati: NaJehova mupenyu, haaŋgaʋurawi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akateerera kuna Jonatani akaita mhiko iyi achiti, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, Dhavhidhi haangaurayiwi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akateerera zvaitaurwa naJonatani akabva apika achiti, “NaTenzi mupenyu chaiye, haambofa akaurayiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akaterera izwi raJonatani, Sauro akapika akati, “NaJehovha mupenyu, haangaurawi!”
Shona 2009?
Sauro akateerera inzwi raJonatani, Sauro akapika akati, "NaJehovha mupenyu, haangaurawi!"
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akateerera izwi raJonatani, Sauro akapika akati, “NaJehovha mupenyu, haangaurawi!”