1 Samuel 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ndokuɓaya naco mugaŋgo, kana muharyana, kana mugate, kana muhari; ɀose ɀaiɓuɗiswa neciɓayiso cenyama ɀaitorwa nomuprista. Ndiɀo ɀaʋaiitira ʋaIsraeri ʋose ʋaiʋuya paShiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aiinyudza mugango, kana muhadyana, kana mugate kana mupoto, ipapo muprista ozvitorera chero zvainge zvabudiswa neforogo. Aya ndiwo mabatiro avaiita nawo vaIsraeri vose vaiuya kuShiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
obaya nayo mupani kana muketero kana mubhodho kana mupoto. Nyama yose yaibuda yakabayiwa neforogo yaitorwa nomupristi yova yake. Ndizvo zvavaiita kuvaIsiraeri vose vaiuya kuShiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino ndokubaya nacho mugango, kana muhadyana, kana mugate, kana muhari; zvose zvaibudiswa nechibayiso chenyama zvaitorwa nomupristi. Ndizvo zvavaiitira vaIsiraeri vose vaiuya paShiro.
Shona 2009?
zvino ndokubaya nacho mugango, kana muhadyana, kana mugate, kana muhari; zvose zvaibudiswa nechibayiso chenyama zvaitorwa nomuprista. Ndizvo zvavaiitira vaIsiraeri vose vaiuya paShiro.
Shona SUB 2002 Bible
zvino ndokubaya nacho mugango, kana muhadyana, kana mugate, kana muhari; zvose zvaibudiswa nechibayiso chenyama zvaitorwa nomupristi. Ndizvo zvavaiitira VaIsiraeri vose vaiuya paShiro.