1 Samuel 2:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu mumŋe akatadzira mumŋe, mutoŋgi ucamutoŋga mhoȿa yake; asi kana munhu akatadzira Jehova, ndianiko ucamureʋerera? Kunyaŋge ɀakaɗaro, haʋana kuterera inzwi raɓaɓa ʋaʋo, nokuti Jehova wakaŋga aciɗa kuʋaʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akatadzira mumwe munhu, Mwari angamumiririre, asi kana munhu akatadzira Jehovha, ndiani angamumiririre?” Kunyange zvakadaro, vanakomana vake havana kuteerera kutsiura kwababa vavo, nokuti kwaiva kuda kwaJehovha kuti avauraye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu akatadzira mumwe munhu, Mwari anomumiririra. Zvino kana munhu akatadzira Tenzi ndiani anomureverera?” Havana zvavo kana kumboteerera baba wavo nokuti Tenzi akanga achida zvake zvokuvaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu mumwe akatadzira mumwe, mutongi uchamutonga mhosva yake, asi kana munhu akatadzira Jehovha, ndianiko uchamureverera?” Kunyange zvakadaro, havana kuteerera izwi rababa vavo, nokuti Jehovha wakanga achida kuvauraya.
Shona 2009?
Kana munhu mumwe akatadzira mumwe, mutongi uchamutonga mhosva yake, asi kana munhu akatadzira Jehovha, ndianiko uchamureverera?" Kunyange zvakadaro, havana kuteerera inzwi rababa vavo, nokuti Jehovha wakanga achida kuvauraya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu mumwe akatadzira mumwe, mutongi uchamutonga mhosva yake, asi kana munhu akatadzira Jehovha, ndianiko uchamureverera?” Kunyangwe zvakadaro, havana kuteerera izwi rababa vavo, nokuti Jehovha akanga achida kuvauraya.