1 Samuel 2:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, mazuʋa acaȿika, andicagura nawo ruʋoko rwako, noruʋoko rwaʋeimba yaɓaɓa ʋako, kuȿikira pasisinamutana paimba yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva iri kuuya yandichagura simba rako nesimba reimba yababa vako, zvokuti hakuchazovi nomutana mumhuri yako
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, kuchasvika nguva yandichashomekesa simba rako nesimba revemba yababa vako kuti mumhuri yokwako murege kuzova nomunhu anorarama zvokuchembera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, mazuva achasvika, andichagura nawo ruoko rwako, noruoko rweveimba yababa vako, kusvikira pasisina mutana paimba yako.
Shona 2009?
Tarira, mazuva achasvika, andichagura nawo ruoko rwako, noruoko rweveimba yababa vako, kusvikira pasisina mutana paimba yako.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, mazuva achasvika, andichagura nawo ruoko rwako, noruoko rweveimba yababa vako, kusvikira pasisina mutana paimba yako.