1 Samuel 20:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaJonatani: Ndianiko ucandiʋudza kana ɓaɓa ʋako ʋaciŋge ʋakupindura nehasha?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza akati, “Ndianiko achazondiudza kana baba vako vakakupindura nehasha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Kana baba vako vakakujinyura, ndiani achazondiudzawo izvozvo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Ndianiko uchandiudza kana baba vako vachinge vakupindura nehasha?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, "Ndianiko uchandiudza kana baba vako vachinge vakupindura nehasha?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Ndianiko uchandiudza kana baba vako vachinge vakupindura nehasha?”