1 Samuel 20:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akati kunaDavidi: Hendei kusaŋgo. Iʋo ʋakaenda ʋari ʋaʋiri kusaŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati, “Uya, tiende kumunda.” Saka vakaenda ikoko pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani ndokuti kuna Dhavhidhi, “Handei zvedu mumunda.” Vose vari vaviri vakaenda zvavo musango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Hendei kusango.” Ivo vakaenda vari vaviri kusango.
Shona 2009?
Jonatani akati kuna Dhavhidhi, "Hendei kusango." Ivo vakaenda vari vaviri kusango.
Shona SUB 2002 Bible
Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Hendei kusango.” Ivo vakaenda vari vaviri kusango.