1 Samuel 20:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jonatani akati kunaDavidi: Jehova Mŋari waIsraeri ŋgaaʋe capupu; kana ndabvunzisisa ɓaɓa ʋaŋgu neŋguʋa ino maŋgwana, kana kuswera maŋgwana, kana ndikaʋona kuti ʋanomŋoyo wakanaka kunaDavidi, handiŋgakutumiri shoko, ndikakuziʋisa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi “NaJehovha, iye Mwari weIsraeri, zvirokwazvo ndichabvunzisisa baba vangu nenguva ino kuswera mangwana! Kana ndikaona kuti vanokufarira, ko, handingakutumiri shoko ndikazokuzivisa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “NaTenzi chaiye Mwari wavaIsiraeri, kana baba vangu ndichinge ndavanzwa iyo nguva ino iyi, mangwana kana kuti pazuva retatu handimborega kukutaurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaave chapupu; kana ndabvunzisisa baba vangu nenguva ino mangwana, kana kuswera mangwana, kana ndikaona kuti vanomwoyo wakanaka kuna Dhavhidhi, handingakutumiri shoko, ndikakuzivisa here?
Shona 2009?
Zvino Jonatani akati kuna Dhavhidhi, "Jehovha Mwari waIsiraeri ngaave chapupu; kana ndabvunzisisa baba vangu nenguva ino mangwana, kana kuswera mangwana, kana ndikaona kuti vanomoyo wakanaka kuna Dhavhidhi, handingakutumiri shoko, ndikakuzivisa here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaave chapupu; kana ndabvunzisisa baba vangu nenguva ino mangwana, kana kuswera mangwana, kana ndikaona kuti vano mwoyo wakanaka kuna Dhavhidhi, handingakutumiri shoko, ndikakuzivisa here?