1 Samuel 20:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jonatani akaita suŋgano neimba yaDavidi, akati: Jehova ŋgaaɀitȿake kumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋaDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jonatani akaita sungano neimba yaDhavhidhi, achiti, “Jehovha ngaaite kuti vavengi vaDhavhidhi vapiwe mhosva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zita raJonatani ngarirege kupfudzwa kumba yaDhavhidhi uye kuti Tenzi ngaatsividze vavengi vaDhavhidhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jonatani akaita sungano neimba yaDhavhidhi, akati, “Jehovha ngaazvitsvake kumaoko avavengi vaDhavhidhi.”
Shona 2009?
Naizvozvo Jonatani akaita sungano neimba yaDhavhidhi, akati, "Jehovha ngaazvitsvake kumaoko avavengi vaDhavhidhi
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jonatani akaita sungano neimba yaDhavhidhi, akati, “Jehovha ngaazvitsvake kumaoko avavengi vaDhavhidhi.”