1 Samuel 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jonatani akati kwaari: Maŋgwana mŋedzi wogara; iwe ucashaikwa, nokuti cigaro cako cicashaiwa munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Mangwana, mutambo woKugara kwoMwedzi. Iwe uchashayikwa, nokuti chigaro chako chichange chisina munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akati kwaari, “Mangwana kugara kwemwedzi izuva guru asi zvichaoneka kuti iwe haupo nokuti chigaro chako chinenge chisina munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jonatani akati kwaari, “Mangwana mwedzi wogara; iwe uchashaikwa, nokuti chigaro chako chichashaiwa munhu.
Shona 2009?
Zvino Jonatani akati kwaari, "Mangwana mwedzi wogara; iwe uchashaikwa, nokuti chigaro chako chichashaiwa munhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jonatani akati kwaari, “Mangwana mwedzi wogara; iwe uchashaikwa, nokuti chigaro chako chichashaiwa munhu.