1 Samuel 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Haiȿa, usaɗaro, hauŋgafi; tarira ɓaɓa ʋaŋgu haʋaŋgaiti cinhu cikuru kana ciɗuku, ʋasiŋgandiziʋisi ico; ɀino ɓaɓa ʋaŋgu ʋaŋgandiʋanzirireiko cinhu ici? Haɀizi iɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati, “Kwete! Haungatongofi! Tarira, baba vangu havamboiti chimwe chinhu, chikuru kana chiduku, vasingandizivisi. Vangazondivanzira izvi seiko? Hazvisi izvo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akamupindura achiti, “Hazvimboitika! Haumbofa. Inzwa unzwe, baba vangu hapana chinhu chavanondivanzira kana kai zvako. Vangazondivanzira izvozvi kuti kwauyei? Hazviitike izvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Haisva, usadaro, haungafi; tarira baba vangu havangaiti chinhu chikuru kana chiduku, vasingandizivisi icho; zvino baba vangu vangandivanzirireiko chinhu ichi? Hazvizi izvo.”
Shona 2009?
Iye akati kwaari, "Haisva, usadaro, haungafi; tarira baba vangu havangaiti chinhu chikuru kana chiduku, vasingandizivisi icho; zvino baba vangu vangandivanzirireiko chinhu ichi? Hazvizi izvo."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Haisva, usadaro, haungafi; tarira baba vangu havangaiti chinhu chikuru kana chiduku, vasingandizivisi icho; zvino baba vangu vangandivanzirireiko chinhu ichi? Hazvizi izvo.”