1 Samuel 20:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndikati kumukomana: Tarira, miseʋe iri mberi kwako, ipapo uende hako, nokuti Jehova wakuendisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ndikati kumukomana, ‘Tarira, miseve iri mberi kwako,’ ipapo unofanira kuenda hako, nokuti Jehovha akuendesa kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana ndikati kumukomana wacho, ‘Iwe, miseve iri mberi uko,’ iwewo pakadaro apo, ibva waenda zvako, nokuti Tenzi anenge achikuti uende zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndikati kumukomana, ‘Tarira, miseve iri mberi kwako,’ ipapo uende hako, nokuti Jehovha wakuendisa.
Shona 2009?
Asi kana ndikati kumukomana, `Tarira, miseve iri mberi kwako,' ipapo uende hako, nokuti Jehovha wakuendisa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndikati kumukomana, ‘Tarira, miseve iri mberi kwako,’ ipapo uende hako, nokuti Jehovha wakuendisa.