1 Samuel 20:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Davidi akandoʋanda musaŋgo; ɀino mŋedzi wakati wagara, mambo akagara pakudya kuti adye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akavanda mumunda, uye mutambo woKugara kwoMwedzi wakati wasvika, mambo akagara pasi kuti adye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Dhavhidhi akandohwanda mumunda. Zuva riya rokugara kwomwedzi rakasvika, mambo ndokugara zvake pakudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Dhavhidhi akandovanda musango; zvino mwedzi wakati wagara, mambo akagara pakudya kuti adye.
Shona 2009?
Naizvozvo Dhavhidhi akandovanda musango; zvino mwedzi wakati wagara, mambo akagara pakudya kuti adye.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Dhavhidhi akandovanda musango; zvino mwedzi wakati wagara, mambo akagara pakudya kuti adye.