1 Samuel 20:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akagara pacigaro cake, sapaŋguʋa dzose, pacigaro caiʋa pamadziro; Jonatani akasimuka, Abineri akagara parutiʋi rwaSauro; asi cigaro caDavidi cakashaiwa munhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagara panzvimbo yake yamazuva ose pamadziro, pakatarisana naJonatani, uye Abhineri akagara parutivi rwaSauro, asi nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akagara pachigaro chake sezvaaisiita, pachigaro chake chokumadziro. Jonatani akagara pakatarisana naye, Abhuneru akagara parutivi rwaSauro, asi nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akagara pachigaro chake, sapanguva dzose, pachigaro chaiva pamadziro; Jonatani akasimuka, Abhineri akagara parutivi rwaSauro; asi chigaro chaDhavhidhi chakashaiwa munhu.
Shona 2009?
Mambo akagara pachigaro chake, sapanguva dzose, pachigaro chaiva pamadziro, Jonatani akasimuka, Abhineri akagara parutivi rwaSauro; asi chigaro chaDhavhidhi chakashaiwa munhu.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akagara pachigaro chake, sapanguva dzose, pachigaro chaiva pamadziro; Jonatani akasimuka, Abhineri akagara parutivi rwaSauro; asi chigaro chaDhavhidhi chakashaiwa munhu.